2 Madzimambo 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Iwe wakati (asi zvinongova zvinhu zviri kutaurwa), ‘Kune zano+ nesimba zvokurwa.’ Zvino unovimba naani, zvawakandipandukira?+ Jeremiya 43:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Azariya mwanakomana waHoshaya+ naJohanani+ mwanakomana waKareya nevarume vose vaizvikudza+ vakati kuna Jeremiya: “Uri kureva nhema.+ Jehovha Mwari wedu haana kukutuma, achiti, ‘Musapinda muIjipiti kuti mugare imomo muri vatorwa.’+
20 Iwe wakati (asi zvinongova zvinhu zviri kutaurwa), ‘Kune zano+ nesimba zvokurwa.’ Zvino unovimba naani, zvawakandipandukira?+
2 Azariya mwanakomana waHoshaya+ naJohanani+ mwanakomana waKareya nevarume vose vaizvikudza+ vakati kuna Jeremiya: “Uri kureva nhema.+ Jehovha Mwari wedu haana kukutuma, achiti, ‘Musapinda muIjipiti kuti mugare imomo muri vatorwa.’+