RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 4:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kana waenda uye wadzokera kuIjipiti, uve nechokwadi chokunoita zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako pamberi paFarao.+ Asi ini ndicharega mwoyo wake uchioma;+ uye haazoregi vanhu vachienda.+

  • Eksodho 8:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Farao paakaona kuti zororo rakanga ravapo, akaomesa mwoyo wake;+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.+

  • Eksodho 9:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Asi Jehovha akarega mwoyo waFarao uchioma, uye iye haana kuvateerera, sezvakanga zvaudzwa Mosesi naJehovha.+

  • VaRoma 9:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Naizvozvo, anonzwira ngoni waanoda,+ asi anorega waanoda achiva nenharo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe