Eksodho 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvisinei, vapristi vaiita zvemashiripiti veIjipiti vakaitawo saizvozvo nemashiripiti avo akavanzika;+ zvokuti mwoyo waFarao wakaramba wakaoma,+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.+ Eksodho 8:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Vapristi vaiita zvemashiripiti vakaedza kuita saizvozvowo nemashiripiti avo akavanzika,+ kuti vaunze unyunyu, asi vakatadza.+ Unyunyu hwakava pavanhu nepamhuka. Eksodho 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino vapristi vaiita zvemashiripiti vakatadza kumira pamberi paMosesi nokuda kwemamota, nokuti mamota akanga abuda pavapristi vaiita zvemashiripiti nepavaIjipiti vose.+ Mabasa 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino muguta racho maiva nomumwe murume ainzi Simoni, uyo, izvi zvisati zvaitika, akanga achiita zvemashiripiti,+ achishamisa rudzi rweSamariya, achizviti akanga ari munhu anokosha.+ 2 VaTesaronika 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi kuvapo kwomunhu asingateereri mutemo kunovapo maererano nokushanda+ kwaSatani nebasa rose rine simba nezviratidzo zvenhema nezvishamiso+
22 Zvisinei, vapristi vaiita zvemashiripiti veIjipiti vakaitawo saizvozvo nemashiripiti avo akavanzika;+ zvokuti mwoyo waFarao wakaramba wakaoma,+ uye haana kuvateerera, sezvakanga zvataurwa naJehovha.+
18 Vapristi vaiita zvemashiripiti vakaedza kuita saizvozvowo nemashiripiti avo akavanzika,+ kuti vaunze unyunyu, asi vakatadza.+ Unyunyu hwakava pavanhu nepamhuka.
11 Zvino vapristi vaiita zvemashiripiti vakatadza kumira pamberi paMosesi nokuda kwemamota, nokuti mamota akanga abuda pavapristi vaiita zvemashiripiti nepavaIjipiti vose.+
9 Zvino muguta racho maiva nomumwe murume ainzi Simoni, uyo, izvi zvisati zvaitika, akanga achiita zvemashiripiti,+ achishamisa rudzi rweSamariya, achizviti akanga ari munhu anokosha.+
9 Asi kuvapo kwomunhu asingateereri mutemo kunovapo maererano nokushanda+ kwaSatani nebasa rose rine simba nezviratidzo zvenhema nezvishamiso+