RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 9:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Tetererai Jehovha kuti mabhanan’ana aMwari nechimvuramabwe zvipere.+ Kana zvikadaro ndichabvuma kukuregai kuti muende, uye hamuzogarizve.”

  • 1 Madzimambo 13:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvino mambo akapindura munhu waMwari wechokwadi, akati: “Ndapota, kumbira kuti Jehovha Mwari wako andinzwire nyasha, undinyengeterere kuti ruoko rwangu ruporeswe.”+ Munhu waMwari wechokwadi akakumbira kuti Jehovha amunzwire nyasha, zvokuti ruoko rwamambo rwakaporeswa,+ rukaita sezvarwakanga rwakaita pakutanga.+

  • Mabasa 8:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Achipindura, Simoni akati: “Nditetererei+ kuna Jehovha kuti parege kuva nechinhu chimwe chete pane zvamataura chingauya pandiri.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe