RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Zvino uchaona zvandichaitira Farao,+ nokuti achavarega vachienda nokuda kworuoko rune simba uye achavadzinga munyika yake nokuda kworuoko rune simba.”+

  • Dheuteronomi 4:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati porumwe rudzi achishandisa miedzo+ nezviratidzo+ nezvishamiso+ nehondo+ noruoko rune simba+ noruoko rwakatambanudzwa+ uye kutyisa kukuru+ sezvose zvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti imi muchizviona here?

  • Nehemiya 9:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Makabva maitira Farao nevashandi vake vose nevanhu vose vomunyika yake zviratidzo nezvishamiso,+ nokuti maiziva kuti vaizvikudza+ pamberi pavo; uye makazviitira zita+ sezvazvakaita nhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe