10 musi wawakamira pamberi paJehovha Mwari wako muHorebhi,+ Jehovha paakati kwandiri, ‘Unganidza vanhu kwandiri kuti ndiite kuti vanzwe mashoko angu,+ kuti vadzidze kunditya+ mazuva ose avanenge vari vapenyu panyika uye kuti vadzidzise vanakomana vavo.’+