Eksodho 20:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 unofanira kushanda uye unofanira kuita basa rako rose kwemazuva matanhatu.+ Ruka 13:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi mukuru aitungamirira sinagogi, atsamwa nokuti Jesu akanga arapa pasabata, akatanga kuti kuboka revanhu: “Pane mazuva matanhatu anofanira kuitwa basa;+ naizvozvo, uyai murapwe ipapo, kwete pazuva resabata.”+
14 Asi mukuru aitungamirira sinagogi, atsamwa nokuti Jesu akanga arapa pasabata, akatanga kuti kuboka revanhu: “Pane mazuva matanhatu anofanira kuitwa basa;+ naizvozvo, uyai murapwe ipapo, kwete pazuva resabata.”+