Dheuteronomi 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munofanira kuyambuka Jodhani+ mogara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive yenyu,+ achakupai zororo pavavengi venyu vose vakakupoteredzai, uye muchagara makachengeteka.+ Pisarema 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndicharara pasi norugare ndobatwa nehope,+Nokuti imi moga, haiwa Jehovha, ndimi munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+ Zvirevo 1:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Munhu anonditeerera achagara akachengeteka,+ asinganetseki nokutya dambudziko.”+
10 Munofanira kuyambuka Jodhani+ mogara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive yenyu,+ achakupai zororo pavavengi venyu vose vakakupoteredzai, uye muchagara makachengeteka.+
8 Ndicharara pasi norugare ndobatwa nehope,+Nokuti imi moga, haiwa Jehovha, ndimi munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+