26 Naizvozvo vakatumira shoko kuna mambo weAsiriya vachiti: “Marudzi amakatapa, mukaita kuti agare mumaguta eSamariya haazivi manamatirwo aMwari wenyika yacho, zvokuti iye ari kuramba achituma shumba pakati pavo;+ uye tarirai! dziri kuvauraya, zvakusina anoziva manamatirwo aMwari wenyika yacho.”