RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 17:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 uye vakapfuurira kuramba mirau yake nesungano+ yake yaakanga aita nemadzitateguru avo nezviyeuchidzo+ zvake zvaakanga avanyevera nazvo, uye vakaramba vachitevera zvidhori zvisina zvazvinobatsira,+ ivo vakava vasina zvavanobatsira,+ vachitevedzera marudzi akanga akavapoteredza, avakanga varayirwa naJehovha kuti vasaita saiwo;+

  • Jeremiya 13:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Vanhu ava vakaipa vari kuramba kuteerera mashoko angu,+ vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ uye vanoramba vachitevera vamwe vanamwari kuti vavashumire uye kuti vavakotamire,+ vachavawo sebhandi iri risina charakakodzera.’

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe