Eksodho 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino Mosesi akava mufudzi wemakwai aJetro,+ mupristi weMidhiyani, aiva tezvara vake.+ Paakanga achitinhira makwai kurutivi rwokumavirira rwerenje, akazosvika kugomo raMwari wechokwadi,+ kuHorebhi.+ Numeri 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Zvino Jehovha akataura naMosesi murenje reSinai,+ ari mutende rokusanganira,+ pazuva rokutanga romwedzi wechipiri mugore rechipiri vabuda munyika yeIjipiti,+ akati: Johani 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mosesi,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nechokwadi+ zvakavapo pachishandiswa Jesu Kristu.
3 Zvino Mosesi akava mufudzi wemakwai aJetro,+ mupristi weMidhiyani, aiva tezvara vake.+ Paakanga achitinhira makwai kurutivi rwokumavirira rwerenje, akazosvika kugomo raMwari wechokwadi,+ kuHorebhi.+
1 Zvino Jehovha akataura naMosesi murenje reSinai,+ ari mutende rokusanganira,+ pazuva rokutanga romwedzi wechipiri mugore rechipiri vabuda munyika yeIjipiti,+ akati:
17 Nokuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mosesi,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nechokwadi+ zvakavapo pachishandiswa Jesu Kristu.