Dheuteronomi 24:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Chenjerera hosha yemaperembudzi+ kuti ungwarire uye uite maererano nezvose zvaucharayirwa nevapristi, ivo vaRevhi.+ Unofanira kuchenjerera+ kuti uite sezvandakavarayira. Dheuteronomi 33:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ngavarayiridze Jakobho pane zvamakatonga+Uye varayiridze Israeri mutemo wenyu.+Ngavapisire rusenzi pamberi pemhino dzenyu+Nechinopiwa chakakwana paatari yenyu.+ 2 Makoronike 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vakatanga kudzidzisa+ pakati paJudha, vaine bhuku romutemo waJehovha;+ uye vakaramba vachipota nomumaguta ose aJudha vachidzidzisa vanhu. Nehemiya 8:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vakaramba vachiverenga+ bhuku racho zvinonzwika, iwo mutemo waMwari wechokwadi, uchitsanangurwa, uchidudzirwa; uye vakaramba vachiita kuti zvaiverengwa zvacho zvinzwisisike.+ Jeremiya 18:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ivo vakati: “Uyai, ngatirongerei Jeremiya mazano,+ nokuti mutemo hauzoparari kumupristi+ kana zano kumunhu akachenjera kana shoko kumuprofita.+ Uyai timurove norurimi+ uye ngatirege kuteerera mashoko ake chero api zvawo.” Maraki 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti miromo yomupristi ndiyo inofanira kuchengeta zivo, uye vanhu vanofanira kutsvaka mutemo mumuromo make;+ nokuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.+
8 “Chenjerera hosha yemaperembudzi+ kuti ungwarire uye uite maererano nezvose zvaucharayirwa nevapristi, ivo vaRevhi.+ Unofanira kuchenjerera+ kuti uite sezvandakavarayira.
10 Ngavarayiridze Jakobho pane zvamakatonga+Uye varayiridze Israeri mutemo wenyu.+Ngavapisire rusenzi pamberi pemhino dzenyu+Nechinopiwa chakakwana paatari yenyu.+
9 Vakatanga kudzidzisa+ pakati paJudha, vaine bhuku romutemo waJehovha;+ uye vakaramba vachipota nomumaguta ose aJudha vachidzidzisa vanhu.
8 Vakaramba vachiverenga+ bhuku racho zvinonzwika, iwo mutemo waMwari wechokwadi, uchitsanangurwa, uchidudzirwa; uye vakaramba vachiita kuti zvaiverengwa zvacho zvinzwisisike.+
18 Ivo vakati: “Uyai, ngatirongerei Jeremiya mazano,+ nokuti mutemo hauzoparari kumupristi+ kana zano kumunhu akachenjera kana shoko kumuprofita.+ Uyai timurove norurimi+ uye ngatirege kuteerera mashoko ake chero api zvawo.”
7 Nokuti miromo yomupristi ndiyo inofanira kuchengeta zivo, uye vanhu vanofanira kutsvaka mutemo mumuromo make;+ nokuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.+