Mateu 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jesu akabva ati kwaari: “Ona kuti hapana waunoudza,+ asi enda, uzviratidze kumupristi,+ upe chipo+ chakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.” Mako 1:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 akati kwaari: “Ona kuti hapana munhu waunoudza chinhu, asi enda uzviratidze kumupristi,+ upe zvinhu zvakarayirwa naMosesi+ nokuda kwokucheneswa kwako, kuti zvive uchapupu kwavari.”+
4 Jesu akabva ati kwaari: “Ona kuti hapana waunoudza,+ asi enda, uzviratidze kumupristi,+ upe chipo+ chakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.”
44 akati kwaari: “Ona kuti hapana munhu waunoudza chinhu, asi enda uzviratidze kumupristi,+ upe zvinhu zvakarayirwa naMosesi+ nokuda kwokucheneswa kwako, kuti zvive uchapupu kwavari.”+