Mateu 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jesu akabva ati kwaari: “Ona kuti hapana waunoudza,+ asi enda, uzviratidze kumupristi,+ upe chipo+ chakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.” Ruka 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino akarayira murume wacho kuti arege kuudza munhu,+ achiti: “Asi enda uzviratidze kumupristi,+ upe chinopiwa+ chine chokuita nokucheneswa kwako, sezvakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.”+
4 Jesu akabva ati kwaari: “Ona kuti hapana waunoudza,+ asi enda, uzviratidze kumupristi,+ upe chipo+ chakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.”
14 Zvino akarayira murume wacho kuti arege kuudza munhu,+ achiti: “Asi enda uzviratidze kumupristi,+ upe chinopiwa+ chine chokuita nokucheneswa kwako, sezvakarayirwa naMosesi, kuti zvive uchapupu kwavari.”+