RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Musadzvinyirira mutorwa,+ sezvamakaziva manzwiro anoita mweya womutorwa, nokuti makava vatorwa munyika yeIjipiti.+

  • Maraki 3:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Ndichaswedera pedyo nemi kuti ndikutongei,+ ndichava chapupu chinokurumidza+ chinorwisana nevaroyi+ nemhombwe,+ uye vaya vanopika zvenhema,+ nevaya vanobiridzira mibayiro yomushandi anopiwa mubayiro,+ vanobiridzira chirikadzi+ nenherera,+ nevaya vanodzinga mutorwa,+ vasingandityi,”+ Jehovha wemauto adaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe