Zvirevo 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chikero chinonyengedza chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi chiyero chedombo chakakwana chinomufadza. Zvirevo 16:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chiyereso chakarurama pamwe chete nechikero ndezvaJehovha;+ zvokuyeresa zvose zvematombo zvehomwe ibasa rake.+
11 Chiyereso chakarurama pamwe chete nechikero ndezvaJehovha;+ zvokuyeresa zvose zvematombo zvehomwe ibasa rake.+