Revhitiko 11:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu;+ munofanira kuzvinatsa uye munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini ndiri mutsvene.+ Naizvozvo hamufaniri kusvibisa mweya yenyu nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba zvakawanda, zvinofamba panyika. VaEfeso 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 sokutisarudza+ kwaakaita tiri pamwe naye nyika isati yavambwa,+ kuti tive vatsvene, vasina gwapa+ pamberi pake murudo.+ 1 Petro 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti zvakanyorwa kuti: “Munofanira kuva vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.”+
44 Nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu;+ munofanira kuzvinatsa uye munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini ndiri mutsvene.+ Naizvozvo hamufaniri kusvibisa mweya yenyu nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba zvakawanda, zvinofamba panyika.
4 sokutisarudza+ kwaakaita tiri pamwe naye nyika isati yavambwa,+ kuti tive vatsvene, vasina gwapa+ pamberi pake murudo.+