Revhitiko 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munofanira kuita zvandakatonga,+ uye munofanira kuchengeta mirau+ yangu kuti mufambe mairi.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu. Muparidzi 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite. Ruka 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+
4 Munofanira kuita zvandakatonga,+ uye munofanira kuchengeta mirau+ yangu kuti mufambe mairi.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu.
13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.
6 Vose vakanga vakarurama+ pamberi paMwari nokuti vaifamba vasina chavanopomerwa+ maererano nemirayiro yose+ nemitemo+ yaJehovha.+