32 Jehovha achadzosa ropa rake pamusoro wake,+ nokuti akarwisa varume vaviri vakarurama, vaiva nani kumupfuura,+ vanoti Abhineri+ mwanakomana waNeri mukuru weuto raIsraeri+ naAmasa+ mwanakomana waJeteri mukuru weuto raJudha,+ akavauraya nebakatwa, baba vangu Dhavhidhi vasingazvizivi.+