Eksodho 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Zvino izvi ndizvo zvandakatonga zvaunofanira kuisa pamberi pavo:+ Dheuteronomi 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Mosesi akashevedza vaIsraeri vose,+ akati kwavari: “Haiwa imi vaIsraeri, inzwai mirau nezvakatongwa+ zvandiri kukutaurirai muchinzwa nhasi, munofanira kuzvidzidza monyatsozviita.+ Pisarema 119:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Mweya wangu wapera simba nokusuwa+Zvamakatonga nguva dzose.+ Isaya 26:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakakudai nomweya wangu usiku;+ chokwadi, ndinoramba ndichikutsvakai kwazvo nomwoyo wangu uri mukati mangu;+ nokuti, kana paine kutonga kunobva kwamuri nokuda kwenyika,+ vagari vomunyika inobereka vachadzidza kururama.+
5 Zvino Mosesi akashevedza vaIsraeri vose,+ akati kwavari: “Haiwa imi vaIsraeri, inzwai mirau nezvakatongwa+ zvandiri kukutaurirai muchinzwa nhasi, munofanira kuzvidzidza monyatsozviita.+
9 Ndakakudai nomweya wangu usiku;+ chokwadi, ndinoramba ndichikutsvakai kwazvo nomwoyo wangu uri mukati mangu;+ nokuti, kana paine kutonga kunobva kwamuri nokuda kwenyika,+ vagari vomunyika inobereka vachadzidza kururama.+