Revhitiko 18:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Musaita sezvinoita nyika yeIjipiti, yamaigara mairi;+ musaita sezvinoita nyika yeKenani, yandiri kukuendesai kwairi;+ uye musafamba nemirau yavo. Revhitiko 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “‘Musazvisvibisa nezvinhu izvi zvose, nokuti marudzi andiri kudzinga pamberi penyu akazvisvibisa nezvinhu izvi zvose.+ Dheuteronomi 12:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Chenjerera kuti urege kunyengerwa nawo,+ pashure pokunge atsakatiswa pamberi pako, uye kuti urege kubvunza pamusoro pavanamwari vawo, uchiti, ‘Marudzi aya aishumira vanamwari vawo sei? Ini, iniwo chokwadi ndichaita saizvozvo.’ Jeremiya 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha: “Musambodzidza nzira yemamwe marudzi,+ uye musavhundutswa nezviratidzo zvokumatenga, nokuti mamwe marudzi anovhundutswa nazvo.+
3 Musaita sezvinoita nyika yeIjipiti, yamaigara mairi;+ musaita sezvinoita nyika yeKenani, yandiri kukuendesai kwairi;+ uye musafamba nemirau yavo.
24 “‘Musazvisvibisa nezvinhu izvi zvose, nokuti marudzi andiri kudzinga pamberi penyu akazvisvibisa nezvinhu izvi zvose.+
30 Chenjerera kuti urege kunyengerwa nawo,+ pashure pokunge atsakatiswa pamberi pako, uye kuti urege kubvunza pamusoro pavanamwari vawo, uchiti, ‘Marudzi aya aishumira vanamwari vawo sei? Ini, iniwo chokwadi ndichaita saizvozvo.’
2 Zvanzi naJehovha: “Musambodzidza nzira yemamwe marudzi,+ uye musavhundutswa nezviratidzo zvokumatenga, nokuti mamwe marudzi anovhundutswa nazvo.+