Genesisi 30:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Reya akabva ati: “Mwari andipa chipo, chokwadi andipa chipo chakanaka. Murume wangu achazondishivirira,+ nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.”+ Naizvozvo akamutumidza kuti Zebhuruni.+
20 Reya akabva ati: “Mwari andipa chipo, chokwadi andipa chipo chakanaka. Murume wangu achazondishivirira,+ nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.”+ Naizvozvo akamutumidza kuti Zebhuruni.+