Genesisi 30:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Reya akabva ati: “Mwari andipa chipo, chokwadi andipa chipo chakanaka. Iye zvino ndichatombodiwawo nemurume wangu,+ nekuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.”+ Saka akamutumidza kuti Zebhuroni.*+
20 Reya akabva ati: “Mwari andipa chipo, chokwadi andipa chipo chakanaka. Iye zvino ndichatombodiwawo nemurume wangu,+ nekuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.”+ Saka akamutumidza kuti Zebhuroni.*+