Numeri 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+ Numeri 28:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 pamwe chete nechegumi cheefa+ yefurawa yakatsetseka kuti chive chinopiwa chezviyo,+ chakakanyiwa nemafuta akaita zvokudzvurwa anokwana chikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvehini;+ Numeri 28:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Munofanira kupa izvi tisingabatanidzi chinopiwa chinopiswa chemangwanani, chechinopiwa chinopiswa+ chenguva dzose.+
3 “Uti kwavari, ‘Ichi ndicho chinopiwa chinopiswa nomoto chamuchauya nacho kuna Jehovha: pazuva roga roga, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete kuti ave chinopiwa chinopiswa nguva dzose.+
5 pamwe chete nechegumi cheefa+ yefurawa yakatsetseka kuti chive chinopiwa chezviyo,+ chakakanyiwa nemafuta akaita zvokudzvurwa anokwana chikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvehini;+
23 Munofanira kupa izvi tisingabatanidzi chinopiwa chinopiswa chemangwanani, chechinopiwa chinopiswa+ chenguva dzose.+