Revhitiko 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Asi kana chibayiro chechinopiwa chake chiri chinopiwa chemhiko+ kana kuti chokuzvidira,+ chinofanira kudyiwa pazuva raanouya nechibayiro chake, uye zvinosara zvacho zvingadyiwawo pazuva rinotevera racho. Revhitiko 22:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Kana munhu akauya kuna Jehovha nechinopiwa chokugoverana+ kuti aripe mhiko+ kana kuti chinopiwa chokuzvidira, chinofanira kuva chakanaka chinobva pamombe kana pamakwai, kuti iye afarirwe. Hachimbofaniri kuva chakaremara.
16 “‘Asi kana chibayiro chechinopiwa chake chiri chinopiwa chemhiko+ kana kuti chokuzvidira,+ chinofanira kudyiwa pazuva raanouya nechibayiro chake, uye zvinosara zvacho zvingadyiwawo pazuva rinotevera racho.
21 “‘Kana munhu akauya kuna Jehovha nechinopiwa chokugoverana+ kuti aripe mhiko+ kana kuti chinopiwa chokuzvidira, chinofanira kuva chakanaka chinobva pamombe kana pamakwai, kuti iye afarirwe. Hachimbofaniri kuva chakaremara.