Eksodho 12:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Boka guru revamwe vanhu vakanga vakavhengana+ rakaendawo navo, pamwe chete nemakwai nemombe, zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Revhitiko 24:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino mwanakomana womumwe mukadzi muIsraeri, asi ari mwanakomana womurume muIjipiti,+ akabuda, akapinda pakati pevanakomana vaIsraeri, uye mwanakomana wacho womukadzi muIsraeri nomumwe murume muIsraeri vakatanga kurwisana+ vari mumusasa.
38 Boka guru revamwe vanhu vakanga vakavhengana+ rakaendawo navo, pamwe chete nemakwai nemombe, zvipfuwo zvakawanda kwazvo.
10 Zvino mwanakomana womumwe mukadzi muIsraeri, asi ari mwanakomana womurume muIjipiti,+ akabuda, akapinda pakati pevanakomana vaIsraeri, uye mwanakomana wacho womukadzi muIsraeri nomumwe murume muIsraeri vakatanga kurwisana+ vari mumusasa.