RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino vanhu vakaita sevanhu vaiva nechimwe chinhu chakaipa chokunyunyuta pamusoro pacho Jehovha achizvinzwa.+ Jehovha paakazvinzwa, akabva atsamwa kwazvo, uye moto waJehovha wakapfuta pakati pavo, ukaparadza vamwe vaiva kumucheto kwomusasa.+

  • 2 Madzimambo 19:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvichida Jehovha Mwari wenyu achanzwa+ mashoko ose aRabhisheki, akatumwa naishe wake mambo weAsiriya kuti ashore+ Mwari mupenyu, uye achaita kuti azvidavirire nokuda kwemashoko anzwiwa naJehovha Mwari wenyu.+ Nyengetererai+ vaya vakasara+ varipo.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe