Revhitiko 13:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Achava asina kuchena mazuva ose aanenge aine hosha yacho. Iye haana kuchena. Anofanira kugara ari oga. Nzvimbo yake yokugara ngaive kunze kwomusasa.+ Numeri 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Rayira vanakomana vaIsraeri kuti vabudise mumusasa vanhu vose vane maperembudzi+ nevanhu vose vane zvinoyerera+ nevanhu vose vakaitwa vasina kuchena nomweya wakafa.+
46 Achava asina kuchena mazuva ose aanenge aine hosha yacho. Iye haana kuchena. Anofanira kugara ari oga. Nzvimbo yake yokugara ngaive kunze kwomusasa.+
2 “Rayira vanakomana vaIsraeri kuti vabudise mumusasa vanhu vose vane maperembudzi+ nevanhu vose vane zvinoyerera+ nevanhu vose vakaitwa vasina kuchena nomweya wakafa.+