RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 5:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Rayira vanakomana vaIsraeri kuti vabudise mumusasa vanhu vose vane maperembudzi+ nevanhu vose vane zvinoyerera+ nevanhu vose vakaitwa vasina kuchena nomweya wakafa.+

  • Numeri 12:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Jehovha akabva ati kuna Mosesi: “Kudai baba vake vaizomupfira mate+ kuchiso chake, haaizonyara kwemazuva manomwe here? Ngaaiswe kwake oga+ kunze kwomusasa+ kwemazuva manomwe, uye pashure paizvozvo ngaagamuchirwe.”+

  • 2 Madzimambo 7:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zvino kwaiva nevarume vana, vaiva nemaperembudzi, vaiva panopindwa napo pagedhi;+ uye vakataurirana kuti: “Takagarirei pano kusvikira tafa?

  • 2 Makoronike 26:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino mambo Uziya+ akaramba aine maperembudzi kusvikira pazuva raakafa, uye akaramba achigara mumba asingachaiti mabasa,+ zvaaiva nemaperembudzi; nokuti akanga adziviswa kupinda mumba maJehovha, mwanakomana wake Jotamu paakanga achitarisira imba yamambo, achitonga vanhu vomunyika yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe