Eksodho 38:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Zvino akagadzira atari yechinopiwa chinopiswa nomuti womubayamhondoro. Yakanga yakareba makubhiti mashanu, yakafara makubhiti mashanu, iine mativi mana akaenzana, uye yakakwirira makubhiti matatu.+
38 Zvino akagadzira atari yechinopiwa chinopiswa nomuti womubayamhondoro. Yakanga yakareba makubhiti mashanu, yakafara makubhiti mashanu, iine mativi mana akaenzana, uye yakakwirira makubhiti matatu.+