Revhitiko 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “‘Musazvisvibisa nezvinhu izvi zvose, nokuti marudzi andiri kudzinga pamberi penyu akazvisvibisa nezvinhu izvi zvose.+ Dheuteronomi 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi kuti ive yangu nokuti ndakarurama,’+ nepo Jehovha achadzinga marudzi aya pamberi pako nokuda kwokuipa kwawo.+
24 “‘Musazvisvibisa nezvinhu izvi zvose, nokuti marudzi andiri kudzinga pamberi penyu akazvisvibisa nezvinhu izvi zvose.+
4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi kuti ive yangu nokuti ndakarurama,’+ nepo Jehovha achadzinga marudzi aya pamberi pako nokuda kwokuipa kwawo.+