Dheuteronomi 27:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Ngaatukwe munhu anochinja zvinoratidza pane muganhu wehama yake.’+ (Vanhu vose vanofanira kuti, ‘Ameni!’) Jobho 24:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kune vaya vanochinja zvinoratidza pane muganhu;+Vakatora boka rezvipfuwo nechisimba, kuti varifudze. Zvirevo 23:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Usabvisa muganhu wekare,+ uye usapinda mumunda wenherera.+
17 “‘Ngaatukwe munhu anochinja zvinoratidza pane muganhu wehama yake.’+ (Vanhu vose vanofanira kuti, ‘Ameni!’)
2 Kune vaya vanochinja zvinoratidza pane muganhu;+Vakatora boka rezvipfuwo nechisimba, kuti varifudze.