Dheuteronomi 19:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Usachinja zvinoratidza pane miganhu yewokwako,+ kana madzitateguru achinge atara miganhu munhaka yako yauchagara nhaka munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako kuti uitore ive yako.
14 “Usachinja zvinoratidza pane miganhu yewokwako,+ kana madzitateguru achinge atara miganhu munhaka yako yauchagara nhaka munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako kuti uitore ive yako.