RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 19:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Usabiridzira wokwako,+ uye usaba.+ Mubayiro womunhu wemaricho haufaniri kugara usiku hwose uinewe kusvikira mangwanani.+

  • Jeremiya 22:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Ane nhamo munhu anovaka imba yake,+ asi asingaiti nokururama, nedzimba dzake dzepamusoro, asi asingaiti nokururamisira, achishandisa wokwake uyo anoshandira pasina, uye waasingapi mubayiro wake;+

  • Mateu 20:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Ava manheru,+ tenzi womunda wemizambiringa akati kumunhu wake aitarisira, ‘Shevedza vashandi uvabhadhare mibayiro yavo,+ uchibvira pane wokupedzisira kusvikira kune wokutanga.’

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe