Zefaniya 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pfuma yavo ichava chinhu chinopambwa uye dzimba dzavo dzichava chinhu chinoitwa matongo.+ Vachavaka dzimba, asi havazodzigari;+ uye vachadyara minda yemizambiringa, asi havazonwi waini yayo.+
13 Pfuma yavo ichava chinhu chinopambwa uye dzimba dzavo dzichava chinhu chinoitwa matongo.+ Vachavaka dzimba, asi havazodzigari;+ uye vachadyara minda yemizambiringa, asi havazonwi waini yayo.+