Dheuteronomi 11:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 kutukwa,+ kana mukasateerera mirayiro yaJehovha Mwari+ wenyu uye mukatsauka panzira yandiri kukurayirai nhasi, kuti mutevere vamwe vanamwari vamusina kuziva. Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
28 kutukwa,+ kana mukasateerera mirayiro yaJehovha Mwari+ wenyu uye mukatsauka panzira yandiri kukurayirai nhasi, kuti mutevere vamwe vanamwari vamusina kuziva.
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+