RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 ini ndichabva ndakuitirai zvinotevera, ndichakurangai nokukuunzirai zvinotyisa netiibhii+ nefivha inoita kuti muviri upise, zvichiita kuti maziso atadze kuona+ uye zvichiita kuti mweya upere simba.+ Muchangodyarira mbeu yenyu pasina, vavengi venyu zvavachazvidya.+

  • Dhanieri 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vanhu vose vaIsraeri vakadarika mutemo wenyu, vakatsauka nokusateerera inzwi renyu,+ zvokuti makadururira patiri kutukwa nemhiko yakapikwa+ yakanyorwa mumutemo waMosesi mushumiri waMwari wechokwadi, nokuti takamutadzira.

  • Maraki 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Kana mukasateerera,+ uye kana mwoyo yenyu ikasava nehanya+ nazvo kuti mukudze zita rangu,”+ Jehovha wemauto adaro, “ndichakutumiraiwo kutukwa,+ uye ndichatuka zvikomborero zvenyu.+ Chokwadi, ndatukawo chikomborero, nokuti mwoyo yenyu haisi kuva nehanya nazvo.”

  • VaGaratiya 3:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe