Dheuteronomi 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+
5 Jehovha Mwari wako achakuunza munyika yakatorwa nemadzibaba ako kuti ive yawo, uye uchaitora kuti ive yako; achakuitira zvakanaka oita kuti uwande kupfuura madzibaba ako.+