RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Ndichatuma zvikara zvomusango pakati penyu,+ zvichaita kuti mushayikirwe nevana,+ zvichaparadza zvipfuwo zvenyu, zvotapudza kuwanda kwenyu, uye migwagwa yenyu ichaparadzwa.+

  • Jeremiya 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “‘Ndichaita kuti zvinhu zvina zvive nesimba pavari,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘bakatwa kuti riuraye, imbwa kuti dzizvuzvurudze, zvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga+ uye mhuka dzepanyika kuti zvidye uye zviparadze.

  • Ezekieri 5:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ndichakutumirai nzara nezvikara zvinokuvadza,+ zvichaita kuti mushayikirwe nevana, matenda+ neropa+ zvichapfuura nepakati pako, uye ndichaunza bakatwa pauri.+ Ini Jehovha ndazvitaura.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe