RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Vachaziya nenzara+ uye vachaparadzwa nefivha+ huru

      Nokuparadza kwakaipa kwazvo.+

      Ndichavatumira mazino ezvikara,+

      Nouturu hwezvinokambaira muguruva.+

  • 2 Madzimambo 17:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Pavakatanga kugara imomo havana kutya+ Jehovha. Naizvozvo Jehovha akatuma shumba+ pakati pavo, dzikauraya vamwe vavo.

  • Jeremiya 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “‘Ndichaita kuti zvinhu zvina zvive nesimba pavari,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘bakatwa kuti riuraye, imbwa kuti dzizvuzvurudze, zvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga+ uye mhuka dzepanyika kuti zvidye uye zviparadze.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe