Hosiya 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi iye haana kuziva+ kuti ndini ndakanga ndamupa zviyo+ newaini inotapira nemafuta, uye kuti ndakanga ndamuwanzira sirivha, nendarama, yavakashandisira Bhaari.+ 1 VaKorinde 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha+ uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira pa“tafura yaJehovha”+ uye patafura yemadhimoni.
8 Asi iye haana kuziva+ kuti ndini ndakanga ndamupa zviyo+ newaini inotapira nemafuta, uye kuti ndakanga ndamuwanzira sirivha, nendarama, yavakashandisira Bhaari.+
21 Hamugoni kunwira mukapu yaJehovha+ uye mukapu yemadhimoni; hamugoni kudyira pa“tafura yaJehovha”+ uye patafura yemadhimoni.