Ezekieri 41:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 atari yematanda yaiva yakakwirira makubhiti matatu, yakareba makubhiti maviri, uye yaiva nematanda ayo omumakona.+ Kureba kwayo nemadziro ayo zvaiva zvematanda. Zvino iye akati kwandiri: “Iyi ndiyo tafura iri pamberi paJehovha.”+ Maraki 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Asi imi muri kundisvibisa+ nokutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha chinhu chakasvibiswa, uye zvibereko zvayo chinhu chinofanira kuzvidzwa, izvo zvokudya zvayo.’+
22 atari yematanda yaiva yakakwirira makubhiti matatu, yakareba makubhiti maviri, uye yaiva nematanda ayo omumakona.+ Kureba kwayo nemadziro ayo zvaiva zvematanda. Zvino iye akati kwandiri: “Iyi ndiyo tafura iri pamberi paJehovha.”+
12 “Asi imi muri kundisvibisa+ nokutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha chinhu chakasvibiswa, uye zvibereko zvayo chinhu chinofanira kuzvidzwa, izvo zvokudya zvayo.’+