Joshua 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mugove+ wechitatu wakatevera wakabuda uri wevanakomana vaZebhuruni+ maererano nemhuri dzavo, uye muganhu wenhaka yavo wakasvika kuSaridhi. Vatongi 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vakabva kuna Efremu mubani,+Vainewe, haiwa iwe Bhenjamini, pakati pemarudzi ako.Vatungamiriri vakaburuka vachibva kuna Makiri,+Vaya vaishandisa zvokushandisa zvomunyori+ vachibva kuna Zebhuruni.
10 Mugove+ wechitatu wakatevera wakabuda uri wevanakomana vaZebhuruni+ maererano nemhuri dzavo, uye muganhu wenhaka yavo wakasvika kuSaridhi.
14 Vakabva kuna Efremu mubani,+Vainewe, haiwa iwe Bhenjamini, pakati pemarudzi ako.Vatungamiriri vakaburuka vachibva kuna Makiri,+Vaya vaishandisa zvokushandisa zvomunyori+ vachibva kuna Zebhuruni.