Dheuteronomi 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga; Dheuteronomi 33:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kuna Josefa akati:+ “Nyika yake ngairambe ichikomborerwa naJehovha+Nezvinhu zvakanaka kwazvo zvokudenga, nedova,+Nemvura yakadzika iri pasi,+
11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga;
13 Kuna Josefa akati:+ “Nyika yake ngairambe ichikomborerwa naJehovha+Nezvinhu zvakanaka kwazvo zvokudenga, nedova,+Nemvura yakadzika iri pasi,+