RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 18:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Nokuti ndava kuzivana naye kuitira kuti arayire vanakomana vake neimba yake inomutevera kuti vachengete nzira yaJehovha kuti vaite zvakarurama nezvakatongwa;+ kuti Jehovha aitire Abrahamu zvaakataura nezvake.”+

  • Dheuteronomi 6:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka.

  • Pisarema 78:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Akamutsa chiyeuchidzo pakati paJakobho,+

      Akaisa mutemo pakati paIsraeri,+

      Zvinhu zvaakarayira madzitateguru edu,+

      Kuti zvizivikanwe nevanakomana vawo;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe