Eksodho 32:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Enda, buruka, nokuti vanhu vako vawakabudisa munyika yeIjipiti vaita zvakaipa.+ Dheuteronomi 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kuti murege kuita zvakaipa+ uye murege kuzvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechiratidzo chero wechinhu chipi zvacho, mufananidzo womunhurume kana kuti munhukadzi,+
7 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Enda, buruka, nokuti vanhu vako vawakabudisa munyika yeIjipiti vaita zvakaipa.+
16 kuti murege kuita zvakaipa+ uye murege kuzvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechiratidzo chero wechinhu chipi zvacho, mufananidzo womunhurume kana kuti munhukadzi,+