Muparidzi 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kunyange zvazvo mutadzi angave achiita zvakaipa+ kane zana uye achiramba aripo kwenguva refu sezvaanoda, ini ndinozivawo kuti zvichafambira zvakanaka vaya vanotya Mwari wechokwadi,+ nokuti vaimutya.+ Isaya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Taurai, kuti zvichava zvakanaka kumunhu akarurama,+ nokuti vachadya zvibereko zvezvavakaita.+
12 Kunyange zvazvo mutadzi angave achiita zvakaipa+ kane zana uye achiramba aripo kwenguva refu sezvaanoda, ini ndinozivawo kuti zvichafambira zvakanaka vaya vanotya Mwari wechokwadi,+ nokuti vaimutya.+