Dheuteronomi 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+ Vatongi 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tichaitei kune vaya vasara vasina madzimai, isu zvatakapika+ naJehovha kuti tirege kuvapa chero upi zvake wevanasikana vedu kuti vave madzimai avo?”+ Jeremiya 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+
20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+
7 Tichaitei kune vaya vasara vasina madzimai, isu zvatakapika+ naJehovha kuti tirege kuvapa chero upi zvake wevanasikana vedu kuti vave madzimai avo?”+
16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+