Nehemiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+ Dhanieri 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakatanga kunyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura, ndikati:+ “Aa Jehovha Mwari wechokwadi, Iye mukuru+ neanotyisa, anochengeta sungano+ nokuva nomutsa+ worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake,+
5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+
4 Ndakatanga kunyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura, ndikati:+ “Aa Jehovha Mwari wechokwadi, Iye mukuru+ neanotyisa, anochengeta sungano+ nokuva nomutsa+ worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake,+