Numeri 13:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi varume vakaenda naye vakati: “Hatigoni kuenda kuti tinorwisa vanhu vacho, nokuti vane simba kutipfuura.”+
31 Asi varume vakaenda naye vakati: “Hatigoni kuenda kuti tinorwisa vanhu vacho, nokuti vane simba kutipfuura.”+